Dombo rakatsemurwa

 


I. Dombo rakatsemurwa
Nga ndiwigwe munewo;
Mvura ne Maropa zwe
Zwakabva pa rutiwi.
Nga zwibvise chitema
Ne kundisunungura.


2. Ha ndikwanise ndega
Kucbengeta Mutemo;
Kana ndichichemera
Zwitema nhambwe dzese,
Handibviswi mu mhoswa;
Ungaponise wega.


3. Handingayiti cbiro
Ndisabata Mchlnjiko;
Handina simba ndega,
Ndiwe unobatsira;

Ndawuya ndino tswina,
Ndisuko Muponisi.


4. Ndigere pasi pano,
No pa nguwa ye kufa,
Apo ndichaswendera
Kunewe kundotongwa,
Dombo rakatsemurwa
Nga ndiwigwe munewe. Amen.

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *